Johane 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Naiɀoɀo ʋaJuda ʋakashamiswa, ʋaciti: Munhu uyu unoziʋa seiko manyoro, ɀaasina‐kumbodzidza? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti, “Munhu uyu anoziva seiko mabhuku, zvaasina kumbodzidza?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 VaJudha vakashamiswa uye vakabvunza vakati, “Murume uyu akawana ruzivo rwakadai seiko iye asina kudzidza?” Viz kapitola |