Johane 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaJuda ʋakamutȿaka pamutambo, ʋakati: Uripiko iye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino vaJudha vakamutsvaka uye vakabvunza paMutambo kuti, “Murume uya aripiko?” Viz kapitola |