Johane 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvozvo mazuva makuru avaJudha ePasika akanga ava pedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Paseka, mutambo waʋaJuda, wakaŋga uri pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Pasika, mutambo wavaJudha, wakanga uri pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvozvo mazuva makuru avaJudha ePasika akanga ava pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Izvozvo mazuva makuru avaJudha ePasika akanga ava pedyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mutambo wavaJudha wePasika wakanga wava pedyo. Viz kapitola |