Johane 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ƃasa raMŋari ndiro, kuti mutende kunaiye waakatuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Jesu akapindura, akati kwavari, “Basa raMwari ndiro, kuti mutende kuna iye waakatuma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akavapindura achiti, “Basa raMwari nderiri rokuti: Imi munofanira kutenda muna iye waakatuma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Basa raMwari nderiri: kuti mutende kuna iye waakatuma.” Viz kapitola |