Johane 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoʋo dzake, akafamba. Musi uyo waiʋa wesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoo dzake, akafamba. Musi uyo waiva weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pakarepo munhu uya akabva aporeswa. Akatora rukukwe rwake akabva afamba. Musi iwoyo wakanga uri musi weSabata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pakarepo murume uyu akaporeswa; akatora rukukwe rwake akafamba. Zuva rakaitika izvi raiva reSabata. Viz kapitola |