Online Bible

- Reklamy -

Johane 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino akaȿika paguta reSamaria, rainzi Sikari, pedyo nenyika yakaŋga yapa Jakobo mŋanakomana wake Josefa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino akasvika paguta reSamaria, rainzi Sikari, pedyo nemunda wakanga wapa Jakobho mwanakomana wake Josefa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Nezvo akasvika nomuguta reSamaria rinonzi Sukari riri pedyo nomunda wakapa Jakobho kuna Josefi mwana wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saka akasvika paguta romuSamaria rainzi Saika, pedyo nomunda wakanga wapiwa kuna Josefa nababa vake Jakobho.

Viz kapitola kopírovat

Johane 4:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy