Johane 4:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mukadzi akamupindura achiti, “Handina murume ini.” Jesu akati kwaari, “Wataura zvakanaka kuti, ‘Handina murume,’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mukadzi akapindura, akati kwaari: Handinomurume. Jesu akati kwaari: Wareʋa ɀakanaka, ɀawati: Handinomurume. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mukadzi akapindura, akati kwaari, “Handina murume.” Jesu akati kwaari, “Wareva zvakanaka, zvawati, ‘Handina murume.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mukadzi akamupindura achiti, “Handina murume ini.” Jesu akati kwaari, “Wataura zvakanaka kuti, ‘Handina murume,’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mukadzi akamupindura achiti, “Handina murume ini.” Jesu akati kwaari, “Wataura zvakanaka kuti, ‘Handina murume,’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Akapindura akati, “Handina murume.” Jesu akati kwaari, “Wareva zvakanaka pawati hauna murume. Viz kapitola |