Online Bible

- Reklamy -

Johane 3:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake.

Viz kapitola kopírovat

Johane 3:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy