Johane 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi waʋaIsraeri, haunzwisisi ɀinhu iɀoɀi here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsraeri, asi haunzwisisi zvinhu izvi? Viz kapitola |