Johane 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwauri: Uciri jaya, waiɀisuŋga ciʋuno, ucifamba kwawaiɗa; asi kana wakwegura, ucatambanudza maʋoko ako, mumŋe ucakusuŋga ciʋuno, acikuisa kwausiŋgaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchiri jaya, waizvisunga chiuno, uchifamba kwawaida; asi kana wakwegura, uchatambanudza maoko ako, mumwe achakusunga chiuno, achikuisa kwausingadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ndinokuudza chokwadi kuti, zvawakanga uchiri muduku waizvipfekedza uye uchienda kwaunoda; asi kana wakura, uchatambanudza maoko ako, uye mumwe zvake achakufukidza agokutungamirira kwausingadi kuenda.” Viz kapitola |