Johane 20:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino uya mumŋe mudzidzi akapinda ʋo, iye wakataŋga kuȿika pabgiro, akaʋona, akatenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino uye mumwe mudzidzi akapindawo, iye akatanga kusvika pabwiro, akaona, akatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakupedzisira mumwe mudzidzi, uya akanga atanga kusvika paguva akapindawo. Akaona akatenda. Viz kapitola |