Online Bible

- Reklamy -

Johane 20:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Nhai, mudzimai iwe uri kuchemeiko?” Iye akavati, “Nokuti vatora Tenzi wangu uye handizivi kwavamuisa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iʋo ʋakati kwaari: Mai, munocemeiko? Akati kwaʋari: Nokuti ʋakabvisa Ishe waŋgu, ɀino handiziʋi kwaʋakamuisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ivo vakati kwaari, “Mai, munochemeiko?” Akati kwavari, “Nokuti vakabvisa Ishe wangu, zvino handizivi kwavakamuisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Nhai, mudzimai iwe uri kuchemeiko?” Iye akavati, “Nokuti vatora Tenzi wangu uye handizivi kwavamuisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Nhai, mudzimai iwe uri kuchemeiko?” Iye akavati, “Nokuti vatora Tenzi wangu uye handizivi kwavamuisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vakamubvunza vakati, “Mai, munochemeiko?” Akati, “Vabvisa Ishe wangu, uye handizivi kuti vamuisepi.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 20:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy