Johane 2:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva retatu kwakava nomuchato kuKana yokuGarirea. Amai vaJesu vakanga variko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nezuʋa retatu mutambo wokuwana waiʋa’po paKana yeGarirea; namai ʋaJesu ʋakaŋga ʋari’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Nezuva retatu muchato waivapo paKana yeGariria; namai vaJesu vakanga varipo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva retatu kwakava nomuchato kuKana yokuGarirea. Amai vaJesu vakanga variko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazuva retatu kwakava nomuchato kuKana yokuGarirea. Amai vaJesu vakanga variko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva rechitatu muchato wakaitwa paKana yomuGarirea. Mai vaJesu vaivapo, Viz kapitola |