Johane 19:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋakaʋuya kwaari, ʋaciti: Kwaziwai, Mambo waʋaJuda! Ʋakamuroʋa namaʋoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vakauya kwaari, vachiti, “Kwaziwai, Mambo wavaJudha!” Vakamurova namaoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vaipota vachiuya kwaari vachimukwazisa vachiti, “Kwaziwaika Mambo wavaJudha!” Vachimurova nembama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 vakaenda kwaari vaendazve vachiti, “Kwaziwai, mambo wavaJudha!” Uye vakamurova kumeso. Viz kapitola |