Online Bible

- Reklamy -

Johane 18:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 kuti shoko, raakareʋa, riitike, rokuti: Handina‐kurashikirwa nomumŋe kunaiʋaʋo ʋamakandipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 kuti shoko, raakareva, riitike, rokuti, “Handina kurasikirwa nomumwe kuna ivavo vamakandipa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Izvi zvaizadzisa zvaakanga ataura achiti, “Pane vamakandipa hapana wandakarasikirwa naye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Izvi zvakaitika kuti mashoko aakanga ataura azadziswe, okuti: “Handina kurasikirwa nomumwe weava vamakandipa.”

Viz kapitola kopírovat

Johane 18:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy