Johane 18:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Chikwata chamasoja chiya nomutungamiri wacho namapurisa avaJudha chakabata Jesu chikamusunga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ɓoka raʋarwi, nomukuru wecuru cezana, naʋatariri ʋaʋaJuda ʋakaɓata Jesu, ʋakamusuŋga, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino boka ravarwi, nomukuru wechiuru chezana, navatariri vavaJudha vakabata Jesu, vakamusunga Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Chikwata chamasoja chiya nomutungamiri wacho namapurisa avaJudha chakabata Jesu chikamusunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Chikwata chamasoja chiya nomutungamiri wacho namapurisa avaJudha chakabata Jesu chikamusunga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo boka ravarwi navatariri vavaJudha vakabata Jesu vakamusunga. Viz kapitola |