Online Bible

- Reklamy -

Johane 17:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino imi Ƃaɓa, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiʋa nako kwamuri, nyika isati yaʋa’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino imi baba, mundikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako kwamuri, nyika isati yavapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Zvino Baba chindipaiwo mbiri mberi kwenyu mbiri iya yandaiva nayo ndiinemi pasi pasati pavapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino, Baba, ndikudzei pamberi penyu nokukudzwa kwandaiva nako ndinemi nyika isati yavambwa.

Viz kapitola kopírovat

Johane 17:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy