Online Bible

- Reklamy -

Johane 17:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ƃaɓa ʋakarurama, nyika hainakukuziʋai; asi ini ndakakuziʋai; naiʋaʋa ʋakaziʋa kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Baba vakarurama, nyika haina kukuzivai; asi ini ndakakuzivai, naivava vakaziva kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Baba makarurama, pasi hapana kukuzivai asi ini ndakakuzivai uye ava vanoziva kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 “Baba vakarurama, kunyange nyika isingakuziviyi, ini ndinokuzivai, uye ivo vanoziva kuti makandituma.

Viz kapitola kopírovat

Johane 17:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy