Online Bible

- Reklamy -

Johane 17:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Jesu wakataura iɀoɀi, akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ŋguʋa yaȿika; kudzai Mŋanakomana wenyu, kuti Mŋanakomana akukudzei imi,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Jesu akataura izvozvi, akatarira kudenga, akati, “Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana akukudzei imi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akati ataura izvi, akatarira kudenga akanyengetera achiti: “Baba, nguva yasvika. Kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzei.

Viz kapitola kopírovat

Johane 17:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy