Johane 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀinhu iɀi ʋacaita, nokuti haʋana‐kuziʋa Ƃaɓa, kana ini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvinhu izvi vachaita, nokuti havana kuziva baba, kana ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vachaita zvinhu zvakadai nokuti havana kuziva Baba kana ini. Viz kapitola |