Johane 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndakabva kunaƂaɓa, ndikaʋuya panyika; ndinobva ɀe panyika, ndicienda kunaƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ndakabva kuna baba, ndikauya panyika; ndinobvazve panyika, ndichienda kuna baba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ini ndakabva kuna Baba ndikauya pasi pano asi zvavapo ndezvokuti ndava kubva pasi ndichienda kuna Baba.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndakabva kuna Baba ndikapinda munyika; zvino ndava kusiya nyika ndichidzokera kuna Baba.” Viz kapitola |