Johane 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ƌai makaŋga mucindiziʋa, muŋgaɗai maiziʋa ʋo Ƃaɓa ʋaŋgu; kubva ɀino munoʋaziʋa, makaʋaʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Dai makanga muchindiziva mungadai maizivawo baba vangu; kubva zvino munovaziva, makavaona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Dai maindiziva chaizvo mungadai maizozivawo Baba vangu. Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona.” Viz kapitola |