Johane 14:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Handicazotauri ɀizhinji nemi, nokuti mucinda wenyika unoʋuya; asi haanecinhu kwandiri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Handichazotauri zvizhinji nemi, nokuti muchinda wenyika anouya; asi haana chinhu kwandiri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Handichataura nemi zvakawanda nokuti mutongi wapasi pano ari kuuya asi hapana chaanondiita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Handichazotauri nemi kwenguva refu, nokuti muchinda wenyika ino ari kuuya. Haana chinhu pandiri, Viz kapitola |