Johane 13:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Simoni Petro akamuninira, akati kwaari: Tiʋudzei kuti ndianiko waanoreʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Simoni Petirosi akamuninira, akati kwaari, “Tiudzei kuti ndianiko waanoreva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapo Simoni Pita akaninira kwaari kuti, “Tiudze kuti ndiani waari kureva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Simoni Petro akaninira kumudzidzi uyu akati, “Vabvunzei kuti vanoreva ani.” Viz kapitola |