Johane 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino mumŋe waʋadzidzi ʋake wakaŋga akasendamira pacifuʋa caJesu, waiɗikanwa naJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino mumwe wavadzidzi vake akanga akasendamira pachipfuva chaJesu, aidikanwa naJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mumwe wavadzidzi vake wapamwoyo akanga akazembera pachipfuva chaJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumwe wavo, mudzidzi aidikanwa naJesu, akanga akasendamira paari. Viz kapitola |