Online Bible

- Reklamy -

Johane 12:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino kunyaŋge akaŋga aita ɀiratidzo ɀizhinji ɀakaɗaro pamberi paʋo, haʋana‐kutenda kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino kunyange akanga aita zviratidzo zvizhinji zvakadaro pamberi pavo, havana kutenda kwaari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Kunyange zvazvo akaita zviratidzo zvizhinji pamberi pavo asi havana kutenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Kunyange zvazvo Jesu akaita zviratidzo zvose izvi pamberi pavo, havana kutongomutenda.

Viz kapitola kopírovat

Johane 12:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy