Online Bible

- Reklamy -

Johane 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino ʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa naye pakuɗana kwake Razaro kuti abve mubgiro, nokumumutsa kuʋakafa, ʋakapupura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino vanhu vazhinji vaiva naye pakudana kwake Razaro kuti abve mubwiro, nokumumutsa kuvakafa, vakapupura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chikwata chavanhu chakanga chinaye paakadaidza Razaro muguva akamumutsa muvafi, chakamupupurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Zvino vanhu vazhinji vakanga vanaye paakadana Razaro kubva muguva uye akamumutsa kubva kuvakafa vakaramba vachiparadzira shoko iri.

Viz kapitola kopírovat

Johane 12:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy