Online Bible

- Reklamy -

Johane 11:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Jesu akati kwaari: Handina‐kukuʋudza here, kuti kana ukatenda, ucaʋona kubginya kwaMŋari?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Ipapo Jesu akati, “Ko, handina kukuudza here kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Johane 11:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy