Online Bible

- Reklamy -

Johane 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndini mukoʋa; kana munhu apinda neni, ucaponeswa, ucapinda, ucaɓuɗa, ucawana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Ndini musuo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro.

Viz kapitola kopírovat

Johane 10:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy