Johane 10:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana ndichiaita kunyange zvenyu musingatendi mandiri tendai mabasa kuti muzive uye munzwisise kuti Baba vari mandiri uye kuti Ini ndiri muna Baba.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 asi kana ndiciaita, kunyaŋge musiŋganditendi ini, tendai maɓasa, mugoziʋa nokuziʋisisa, kuti Ƃaɓa ʋari mandiri, neni ndiri munaƂaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 asi kana ndichiaita, kunyange musinganditendi ini, tendai mabasa, mugoziva nokunzwisisa, kuti baba vari mandiri, neni ndiri muna baba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Asi kana ndichiaita kunyange zvenyu musingatendi mandiri tendai mabasa kuti muzive uye munzwisise kuti Baba vari mandiri uye kuti Ini ndiri muna Baba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Asi kana ndichiaita kunyange zvenyu musingatendi mandiri tendai mabasa kuti muzive uye munzwisise kuti Baba vari mandiri uye kuti Ini ndiri muna Baba.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Asi kana ndichizviita, kunyange dai musinganditendi, tendai mabasa esimba, kuti mugoziva uye mugonzwisisa kuti Baba vari mandiri, uye ini ndiri muna Baba.” Viz kapitola |