Johane 10:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Jesu akaʋapindura, akati: Ndakakuratidzai maɓasa mazhinji akanaka akabva kunaƂaɓa; munonditakira ɓasa ripiko kunaiwayo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 asi Jesu akati kwavari, “Ndakakuratidzai mabasa esimba mazhinji kubva kuna Baba. Nderipiko basa ipapa ramunoda kunditakira namabwe?” Viz kapitola |