Johane 1:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.” Viz kapitola |