Johane 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akatenda pacena, haana‐kuramba, akatenda pacena, aciti: Handizi Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akatenda pachena, haana kuramba, akatenda pachena, achiti, “Handisi Kristu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Akataura pachena; haana kuvanza; akataura pachena achiti, “Ini handisini Kristu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Haana kurega kupupura, asi akanyatsopupura pachena achiti, “Handisini Kristu.” Viz kapitola |