Joere 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Gurumwandira, negurumwandira muBani rokutemera zvinofanira kuitwa nokuti zuva raTENZI roswedera muBani rokutemera zvinofanira kuitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋazhinji‐zhinji, ʋazhinji‐zhinji ʋari’po mumupata wokutoŋga! Nokuti zuʋa raJehova raʋa pedyo mumupata wokutoŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vazhinji-zhinji, vazhinji-zhinji varipo mumupata wokutonga! Nokuti zuva raJehovha rava pedyo mumupata wokutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Gurumwandira, negurumwandira muBani rokutemera zvinofanira kuitwa nokuti zuva raTENZI roswedera muBani rokutemera zvinofanira kuitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Gurumwandira, negurumwandira muBani rokutemera zvinofanira kuitwa nokuti zuva raTENZI roswedera muBani rokutemera zvinofanira kuitwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vazhinji zhinji, vazhinji zhinji, vari mumupata wokutonga. Nokuti zuva raJehovha rava pedyo mumupata wokutonga. Viz kapitola |