Online Bible

- Reklamy -

Joere 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Farai henyu imi vana veguta reZioni mupembere kufara naTENZI, Mwari wenyu, nokuti akakunayisirai mvura yomunhuruka achiita zviri pamwero akakuwodzvorerai mvura yomunhuruka neyamatsutso sakare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naiɀoɀo farai, imi ʋana ʋeZioni, mufarisise munaJehova Mŋari wenyu; nokuti unokupai mudzidzisi wokururama, ʋuye unokunisirai mvura, mvura yokutaŋga nemvura yokuteʋerera, nomŋedzi wokutaŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Naizvozvo farai, imi vana veZioni, mufarisise muna Jehovha Mwari wenyu; nokuti anokupai mudzidzisi wokururama, uye anokunisirai mvura, mvura yokutanga nemvura yokuteverera, nomwedzi wokutanga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Farai henyu imi vana veguta reZioni mupembere kufara naTENZI, Mwari wenyu, nokuti akakunayisirai mvura yomunhuruka achiita zviri pamwero akakuwodzvorerai mvura yomunhuruka neyamatsutso sakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Farai henyu imi vana veguta reZioni mupembere kufara naTENZI, Mwari wenyu, nokuti akakunayisirai mvura yomunhuruka achiita zviri pamwero akakuwodzvorerai mvura yomunhuruka neyamatsutso sakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Farai imi vanhu veZioni, farai muna Jehovha Mwari wenyu, nokuti akakupai mvura yokupedzisira mukururama. Anokupai mvura yakawanda, yokupedzisira neyebumharutsva sakare.

Viz kapitola kopírovat

Joere 2:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy