Joere 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ridzai hwamanda muguta reZioni, tsaurai zuva rokutsanya, kokerai musangano wezvokunamata, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ridzai hwamanda paZioni, tsaurai zuʋa rokuɀinyima ɀokudya, ɗanai ʋanhu kuʋuŋgano yakatarwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Ridzai, hwamanda paZioni, tsaurai zuva rokuzvinyima zvokudya, danai vanhu kuungano yakatarwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ridzai hwamanda muguta reZioni, tsaurai zuva rokutsanya, kokerai musangano wezvokunamata, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ridzai hwamanda muguta reZioni, tsaurai zuva rokutsanya, kokerai musangano wezvokunamata, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Ridzai hwamanda muZioni. Sarudzai zuva rokutsanya kutsvene, danai vanhu kuungano tsvene. Viz kapitola |