Jobho 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pakamira chimwe chinhu chandisina kuona mamiriro acho chakamboti mirei pamberi pangu ndokuti ziro-o ndokuzonzwa izwi richiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Wakamira, asi ndakaŋga ndisiŋgagoni kuʋona kuti wakaɗini; Mufananidzo wakaŋga uri pamberi pameso aŋgu; Kunyarara kukaʋa’po, ndikanzwa inzwi riciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Wakamira, asi ndakanga ndisingagoni kuona kuti akadini; Mufananidzo wangu wakanga uri pamberi pameso angu; Kunyarara kukavapo, ndikanzwa izwi richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pakamira chimwe chinhu chandisina kuona mamiriro acho chakamboti mirei pamberi pangu ndokuti ziro-o ndokuzonzwa izwi richiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Pakamira chimwe chinhu chandisina kuona mamiriro acho chakamboti mirei pamberi pangu ndokuti ziro-o ndokuzonzwa izwi richiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Wakamira, asi ndakatadza kuziva kuti chaiva chii. Chinhu chakamira pamberi pameso angu, uye ndakanzwa inzwi rakanyarara richiti: Viz kapitola |