Online Bible

- Reklamy -

Jobho 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Dai rangokwidibirwa nezarima uye nerima rakati kwirindindi sorufu. Dai rangonzi gude-gude negore rive rinotyisa nokusvipa kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Rima nomumvuri worufu ŋgaɀiritore riʋe raɀo; Gore ŋgarigare pamsoro paro; Ɀose ɀinoȿiɓisa zuʋa ŋgaɀirivunduse.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Rima nomumvuri worufu ngazviritore rive razvo; Gore ngarigare pamusoro paro; Zvose zvinosvibisa zuva ngazvirivhunduse.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Dai rangokwidibirwa nezarima uye nerima rakati kwirindindi sorufu. Dai rangonzi gude-gude negore rive rinotyisa nokusvipa kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Dai rangokwidibirwa nezarima uye nerima rakati kwirindindi sorufu. Dai rangonzi gude-gude negore rive rinotyisa nokusvipa kwaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Rima nomumvuri wakasviba ngazviritore zvakare; gore ngarigare pamusoro paro; kusviba ngakufukidze chiedza charo.

Viz kapitola kopírovat

Jobho 3:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy