Online Bible

- Reklamy -

Jobho 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Zuʋa randakaɓerekwa naro ŋgariroʋe, Noʋusiku ubgo bgaʋakati: Mŋana womukomana wagamucirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Zuva randakaberekwa naro ngarirove, Nousiku uhwo hwavakati, ‘Mwana womukomana agamuchirwa.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 “Dai zuva randakaberekwa ratsakatika zvaro pamwe nousiku hwakanzi kwabatwa pamuviri mwana mukomana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Zuva rokuberekwa kwangu ngariparare, uye nousiku hwakanzi, ‘Kwaberekwa mwanakomana!’

Viz kapitola kopírovat

Jobho 3:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy