Jakobo 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imiwo munofanira kuita mwoyo murefu; mutsunge mwoyo nokuti Tenzi ava pedyo nokuuya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nemi ʋo tsuŋgirirai; simbisai mŋoyo yenyu, nokuti kuʋuya kwaShe kwaʋa pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nemiwo tsungirirai; simbisai mwoyo yenyu, nokuti kuuya kwaIshe kwava pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imiwo munofanira kuita mwoyo murefu; mutsunge mwoyo nokuti Tenzi ava pedyo nokuuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Imiwo munofanira kuita mwoyo murefu; mutsunge mwoyo nokuti Tenzi ava pedyo nokuuya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nemiwo, ivai nomwoyo murefu uye mumire nesimba, nokuti kuuya kwaShe kwava pedyo. Viz kapitola |