Online Bible

- Reklamy -

Jakobo 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Eria wakaŋga ari munhu wakaita sesu, akanyeŋgetera nomunyeŋgetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemŋedzi mitanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Eria akanga ari munhu akaita sesu, akanyengetera nomunyengetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemwedzi mitanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Eria akanga ari munhu sesu. Akanyengetera zvine simba kuti kurege kunaya, uye hakuna kunaya panyika kwamakore matatu nehafu.

Viz kapitola kopírovat

Jakobo 5:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy