Jakobo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana kunehama, murume kana mukadzi, asina‐ɀokufuka, unoshaiwa ɀokudya zuʋa rimŋe nerimŋe, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana kune hama, murume kana mukadzi, asina zvokufuka, anoshayiwa zvokudya zuva rimwe nerimwe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana hama kana hanzvadzi ikashayiwa zvokufuka nezvokudya zvezuva rimwe nerimwe, Viz kapitola |