Jakobo 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvinobatsireiko nhai hama dzangu, kana munhu achiti ane chitendero asi iye asina mabasa? Chitendero chingamuponese here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀinoɓatsirei hama dzaŋgu, kana munhu aciti: Ndinokutenda, asi asinamaɓasa? Ko kutenda uko kuŋgamuponesa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvinobatsirei hama dzangu, kana munhu achiti, ndinokutenda, asi asina mabasa? Ko kutenda uko kungamuponesa here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvinobatsireiko nhai hama dzangu, kana munhu achiti ane chitendero asi iye asina mabasa? Chitendero chingamuponese here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvinobatsireiko nhai hama dzangu, kana munhu achiti ane chitendero asi iye asina mabasa? Chitendero chingamuponese here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvinobatsirei, hama dzangu, kana munhu achiti ano kutenda asi asina mabasa? Kutenda kwakadaro kungamuponesa here? Viz kapitola |