Jakobo 1:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokuti unoɀiʋona, ndokuenda, ndokukaŋganwa pakarepo kuti wakaɗini iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nokuti anozviona, ndokuenda, ndokukanganwa pakarepo kuti akadini iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 nokuti anozviongorora zvake oenda asi obva akanganwa zvaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye, mushure mokuzvitarira, anoenda uye nokukurumidza anokanganwa kuti anoratidzika sei. Viz kapitola |