Jakobo 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 nokuti kutsamŋa kwomunhu hakuiti kururama kwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 nokuti kutsamwa kwomunhu hakuiti kururama kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti kushatirwa kwomunhu hakubatsiri kuti mugariro wohumwari wakarurama uitwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 nokuti kutsamwa kwomunhu hakuuyisi upenyu hwakarurama hunodikanwa naMwari. Viz kapitola |