Isaya 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pamusana pokuti matyora joko raimuremera netsvimbo yokumurova mapfudzi, neshamhu yaiye waimubata zvakaipa, sepazuva riya ramakakurira Midhiani Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti makavuna joko raiʋaremedza, netȿimbo yairoʋa mafudzi aʋo, neshamhu yaʋaiʋamanikidza, sapamazuʋa aʋaMidiani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti makavhuna joko raivaremedza, netsvimbo yairova mafudzi avo, neshamhu yavaivamanikidza, sapamazuva avaMidhiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pamusana pokuti matyora joko raimuremera netsvimbo yokumurova mapfudzi, neshamhu yaiye waimubata zvakaipa, sepazuva riya ramakakurira Midhiani Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pamusana pokuti matyora joko raimuremera netsvimbo yokumurova mapfudzi, neshamhu yaiye waimubata zvakaipa, sepazuva riya ramakakurira Midhiani Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti sapamazuva okukundwa kwavaMidhia, vamakaparadzira joko raivaremera, nedanda raichinjika mafudzi avo, iyo tsvimbo yavamanikidzi vavo. Viz kapitola |