Isaya 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo Tenzi haazi kumbozoregerera majaya avo achipunyuka, haasi kuzoitira tsiye nyoro nherera nechirikadzi dzavo nokuti munhu wose zvaMwari haachazvida uye vose vatova vaiti vezvakaipa zvose zvavanotaura nemiromo yavo ndezvoupenzi. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo Ishe haaŋgafariri majaya aʋo, haaŋgaʋi netsitsi nenherera necirikadzi dzaʋo; nokuti mumŋe nomumŋe waʋo mumhuri waMŋari nomuiti weɀakaipa, muromo mumŋe nomumŋe unotaura ɀoʋupenzi. Kunyaŋge ɀakaɗaro, kutsamŋa kwake hakuna‐kudzorwa, asi ruʋoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa naɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo Ishe haangafariri majaya avo, haangavi netsitsi nenherera nechirikadzi dzavo; nokuti mumwe nomumwe wavo mumhuri waMwari nomuiti wezvakaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvohupenzi. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo Tenzi haazi kumbozoregerera majaya avo achipunyuka, haasi kuzoitira tsiye nyoro nherera nechirikadzi dzavo nokuti munhu wose zvaMwari haachazvida uye vose vatova vaiti vezvakaipa zvose zvavanotaura nemiromo yavo ndezvoupenzi. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Naizvozvo Tenzi haazi kumbozoregerera majaya avo achipunyuka, haasi kuzoitira tsiye nyoro nherera nechirikadzi dzavo nokuti munhu wose zvaMwari haachazvida uye vose vatova vaiti vezvakaipa zvose zvavanotaura nemiromo yavo ndezvoupenzi. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora muruoko rwake shamhu ichiri mudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Naizvozvo Jehovha haachazofariri majaya, kana kuva netsitsi nenherera nechirikadzi, nokuti mumwe nomumwe wavo haana umwari uye akaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvoupenzi. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa. Viz kapitola |