Online Bible

- Reklamy -

Isaya 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino kana ʋaciti kwamuri: Bvunzai maȿikiro naʋaʋuki, ʋanorira nokuita zeʋe‐zeʋe — ko ʋanhu haʋafaniri kubvunza Mŋari waʋo here? Ko ʋanofanira kubvunza ʋakafa pamsoro paʋapenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino kana vachiti kwamuri, “Bvunzai masvikiro navavuki, vanorira nokuita zevezeve:” Ko vanhu havafaniri kubvunza Mwari wavo here? Ko vanofanira kubvunza vakafa pamusoro pavapenyu here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Kana vachikutii, “Endai kundobvunzira kumidzimu nen'anga dzinoshwinya nokun'urun'uta, vanhu havafanire kundobvunza kuna Mwari wavo here? Vanofanira kundobvunzira kuvakafa here vachiitira vapenyu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Kana vanhu vachiti kwamuri bvunzai masvikiro navavuki, vanozevezera nokunguruma, ko, vanhu havangabvunzi kuna Mwari wavo here? Munobvunzirei vakafa pamusoro pavapenyu?

Viz kapitola kopírovat

Isaya 8:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy