Isaya 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀanzi naShe Jehova: Iɀoɀi haɀiŋgamiri, ʋuye haɀiŋgaitiki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Izvozvi hazvingamiri, uye hazvingaitiki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Izvi hazvingamiri, hazvingaitiki, nokuti musoro weAramu iDhamasiko, Viz kapitola |