Online Bible

- Reklamy -

Isaya 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pazuva iroro munhu achange akapfuwa mhou ichiri duku nenhunzvi mbiri dzehwai

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino nezuʋa iro munhu ucapfuwa mhou imŋe ɗuku namakwai maʋiri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino nezuva iro munhu achapfuwa mhou imwe duku namakwai maviri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Pazuva iroro munhu achange akapfuwa mhou ichiri duku nenhunzvi mbiri dzehwai

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Pazuva iroro munhu achange akapfuwa mhou ichiri duku nenhunzvi mbiri dzehwai

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Pazuva iro, murume achapfuwa mhou duku imwe chete nembudzi mbiri.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 7:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy